Eksodo 9:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Mŋoyo waFarao ukawomeswa, akasatendera ʋana ʋaIsraeri kuenda; seɀakaŋga ɀarebga naJehova nomuromo waMosesi. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200235 Mwoyo waFarao ukaomeswa, akasatendera vana vaIsiraeri kuenda; sezvakanga zvarehwa naJehovha nomuromo waMosesi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Sokureva kwakaita Tenzi nomuromo waMosesi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kubvumidza vaIsiraeri kuti vaende. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona35 Sokureva kwakaita Tenzi nomuromo waMosesi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kubvumidza vaIsiraeri kuti vaende. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Saka mwoyo waFaro wakaoma uye akasada kutendera vaIsraeri kuenda, sokutaura kwakanga kwaita Jehovha kubudikidza naMozisi. Onani mutuwo |