Eksodo 9:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi kana muri’mi naʋaranda ʋenyu, ndinoziʋa kuti hamuŋgatyi Jehova Mŋari. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200230 Asi kana murimi navaranda venyu, ndinoziva kuti hamungatyi Jehovha Mwari.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi ndinoziva kuti imi namachinda enyu hamusati zvenyu mava kutya.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi ndinoziva kuti imi namachinda enyu hamusati zvenyu mava kutya.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi ndinoziva kuti iwe namachinda ako hamutyi Jehovha Mwari nazvino.” Onani mutuwo |