Eksodo 9:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Mosesi akatambanudzira tȿimbo yake kuɗeŋga, Jehova akatuma kutinhira necimvuramabge, mŋoto wemheni ukaroʋa pasi: Jehova akanisa cimvuramabge panyika yeEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200223 Mosesi akatambanudzira tsvimbo yake kudenga, Jehovha akatuma kutinhira nechimvuramabwe, moto wemheni ukarova pasi. Jehovha akanaisa chimvuramabwe panyika yeIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mosesi ndokubva anongedza tsvimbo yake kudenga. Tenzi akaunza kutinhira kukuru nechivhuramahwe, mheni dzikarova pasi. Tenzi akanayisa chimvuramahwe panyika yeIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mosesi ndokubva anongedza tsvimbo yake kudenga. Tenzi akaunza kutinhira kukuru nechivhuramahwe, mheni dzikarova pasi. Tenzi akanayisa chimvuramahwe panyika yeIjipiti. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mozisi akati atambanudzira tsvimbo yake kudenga, Jehovha akatuma kutinhira nechimvuramabwe, uye mheni yakapenya yakananga pasi. Saka Jehovha akanayisa chimvuramabwe pamusoro penyika yeIjipiti; Onani mutuwo |