Eksodo 9:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Tarira, maŋgwana, neŋguʋa yakaita seino, ndicanisa cimvuramabge cakaipa kwaɀo, cisina‐kumboʋa’po paEgipita kubva pakuʋambga kwayo kuȿikira ɀino. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200218 Tarira, mangwana, nenguva yakaita seino, ndichanisa chimvuramabwe chakaipa kwazvo, chisina kumbovapo paIjipiti kubva pakuvambwa kwayo kusvikira zvino. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chinzwa, mangwana nenguva dzino ndichanayisa chimvuramahwe chinotyisa, chisati chamboonekwazve muIjipiti kubvira pakuvamba kwayo kusvikira iye zvino. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chinzwa, mangwana nenguva dzino ndichanayisa chimvuramahwe chinotyisa, chisati chamboonekwazve muIjipiti kubvira pakuvamba kwayo kusvikira iye zvino. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Naizvozvo, nenguva ino mangwana ndichatuma chimvuramabwe chakaipisisa kwazvo chisina kumbovapo pamusoro peIjipiti, kubva pazuva rayakavambwa kusvikira zvino. Onani mutuwo |