Eksodo 9:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ucaramba uciŋgoɀikudza ucirwa naʋanhu ʋaŋgu, usiŋgaɗi kuʋatendera kuenda here? Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200217 Zvino ucharamba uchingozvikudza uchirwa navanhu vangu, usingadi kuvatendera kuenda here? Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Iwe wakazvigadzirira kurwa navanhu vangu uye haudi kuvatendera kuti vaende. Onani mutuwo |