Eksodo 9:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akasaʋaterera, seɀakaŋga ɀarebga naJehova kunaMosesi. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200212 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mosesi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo. Farao akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakamboita Tenzi kuna Mosesi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo. Farao akaramba kuteerera Mosesi naAroni sokutaura kwakamboita Tenzi kuna Mosesi. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro uye haana kuda kuteerera kuna Mozisi naAroni, zvakanga zvarehwa naJehovha kuna Mozisi. Onani mutuwo |