Eksodo 9:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ŋaŋga dzakaŋga dzisiŋgagoni kumira pamberi paMosesi nokuɗa kwamamota, nokuti mamota akaŋga ari paŋaŋga napaʋaEgipita ʋose. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200211 Zvino n'anga dzakanga dzisingagoni kumira pamberi paMosesi nokuda kwamamota, nokuti mamota akanga ari pan'anga napavaIjipiti vose. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nʼanga hadzina kugona kumira pamberi paMozisi nokuda kwamamota akanga ari pavari uye napavaIjipita vose. Onani mutuwo |