Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 8:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mosesi akati kunaFarao: Imi mukudzwe kupfuʋure’ni! Ndokunyeŋgetererai ŋguʋa ipi, imi naʋaranda ʋenyu, naʋanhu ʋenyu, kuti mataca aparadzwe kwamuri, nomudzimba dzenyu, asare murwizi ɓedzi?

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mosesi akati kuna Farao, “Imi mukudzwe kupfuura ini! Ndokunyengetererai nguva ipi, imi navaranda venyu, navanhu venyu, kuti matatya aparadzwe kwamuri, nomudzimba dzenyu, asare murwizi bedzi?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mosesi akataurira Farao achiti, “Ndichaita zvamareva. Ko ndokunamatirai rini, imi namachinda enyu navanhu venyu kuti mubvisirwe matafi, abve mudzimba dzenyu, asare muna Nairi chete?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mosesi akataurira Farao achiti, “Ndichaita zvamareva. Ko ndokunamatirai rini, imi namachinda enyu navanhu venyu kuti mubvisirwe matafi, abve mudzimba dzenyu, asare muna Nairi chete?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mozisi akati kuna Faro, “Ndinopa ruremekedzo kwamuri kuti mureve nguva yokuti ndikunyengetererei imi navaranda venyu uye navanhu venyu kuti imi nedzimba dzenyu mubvisirwe matatya, kuti asare muna Nairi chete.”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 8:9

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa