Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 7:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ƲaEgipita ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndicitambanudza ruʋoko rwaŋgu pamsoro peEgipita, ndicibvisa ʋana ʋaIsraeri pakati paʋo.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

5 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichitambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndichibvisa vana vaIsiraeri pakati pavo.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Uye vaIjipita vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti uye ndichabudisa vaIsraeri kubva mairi.”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 7:5

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa