Eksodo 7:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ini ndicawomesa mŋoyo waFarao, ndicawanza ɀiratidzo ɀaŋgu neɀishamiso ɀaŋgu panyika yeEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20023 Ini ndichaomesa mwoyo waFarao, ndichawanza zviratidzo zvangu nezvishamiso zvangu panyika yeIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ini ndichaita kuti Farao aomese mwoyo wake zvokuti kunyange ndikaita zviratidzo nezvishamiso zvakawanda zvikadii zvazvo munyika yeIjipiti, Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ini ndichaita kuti Farao aomese mwoyo wake zvokuti kunyange ndikaita zviratidzo nezvishamiso zvakawanda zvikadii zvazvo munyika yeIjipiti, Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi ndichaomesa mwoyo waFaro uye kunyange ndikawanza zviratidzo nezvishamiso zvangu muIjipiti, Onani mutuwo |