Eksodo 6:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mosesi akataura saiɀoɀo kuʋana ʋaIsraeri, asi haʋana‐kuterera Mosesi nokuɗa kweshuŋgu dzomŋeya nedzoʋuranda bgakaŋga ʋucirema. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20029 Mosesi akataura saizvozvo kuvana vaIsiraeri, asi havana kuteerera Mosesi nokuda kweshungu dzomweya nedzouranda hwakanga uchirema. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akandoudza vaIsiraeri saizvozvo, asi havana kumuteerera nokuti mwoyo yavo yakanga yasviba pamusana penhamo yavaioneswa muuranda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mosesi akandoudza vaIsiraeri saizvozvo, asi havana kumuteerera nokuti mwoyo yavo yakanga yasviba pamusana penhamo yavaioneswa muuranda. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mozisi akazivisa izvi kuvaIsraeri, asi havana kumuteerera nokuda kwokuora mwoyo kwavo uye nousungwa hune utsinye. Onani mutuwo |