Eksodo 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋarume ŋgaʋawedzerwe ɓasa rinorema, ʋaremerwe naro; kuti ʋarege kuraŋgarira mashoko enhema. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20029 Varume ngavawedzerwe basa rinorema, varemerwa naro; kuti varege kurangarira mashoko enhema.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Itai kuti basa rinyanye kuomera vanhu kuitira kuti varambe vachishanda uye varege kuteerera kunhema.” Onani mutuwo |