Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 5:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo mambo weEgipita akati kwaʋari: Imi Mosesi naAroni, munotsausireiko ʋanhu pamaɓasa aʋo? Endai kumirimo yenyu.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo mambo weIjipiti akati kwavari, “Imi Mosesi naAroni, munotsautsireiko vanhu pamabasa avo? Endai kumirimo yenyu.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mambo weIjipiti akati, “Ko iwe Mosesi newe Aroni, imhaka yei muchifurira vaIsiraeri kuti varege kuita basa ravo? Imi dzokerai kubasa.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mambo weIjipiti akati, “Ko iwe Mosesi newe Aroni, imhaka yei muchifurira vaIsiraeri kuti varege kuita basa ravo? Imi dzokerai kubasa.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Asi mambo weIjipiti akati, “Mozisi naAroni, munobvisireiko vanhu pabasa ravo? Dzokerai kubasa renyu!”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 5:4

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa