Eksodo 3:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino tarira, kucema kwaʋana ʋaIsraeri kwakaȿika kwandiri, ndaʋona kutambudzwa kwaʋanotambudzwa nako naʋaEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20029 Zvino tarira, kuchema kwavana vaIsiraeri kwasvika kwandiri, ndaona kutambudzwa kwavanotambudzwa nako navaIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chinzwa, kuchema kwevaIsiraeri ndakunzwa, uye ndaona kutambudzwa kwavari kuitwa navaIjipiti. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye zvino kuchema kwavaIsraeri kwasvika kwandiri, uye ndaona nzira yavanotambudzwa nayo navaIjipita. Onani mutuwo |