Eksodo 2:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mukunda waFarao akati kwaari: Tora mŋana uyu, undimŋisire iye, ndigokupa muɓairo wako. Mukadzi akatora mŋana, akandomumŋisa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20029 Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubayiro wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mwanasikana waFaro akati kwavari, “Tora mwana uyu unondirererawo, uye ini ndichakupa muripo wako.” Saka mukadzi akatora mwana akamurera. Onani mutuwo |