Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Hanɀadzi yake ikandomira kure ɀishoma, kuti aziʋe ɀicaitwa naye.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa naye.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Hanzvadzi yake yakamira iri chinhambwe kuti ione kuti chii chaizoitika kwaari.

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 2:4

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa