Eksodo 2:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mŋari akanzwa kugomba kwaʋo, Mŋari akaraŋgarira suŋgano yake naAbrahama, naIsaka, naJakobo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200224 Mwari akanzwa kugomba kwavo, Mwari akarangarira sungano yake naAbhurahamu, naIsaka, naJakobho. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mwari akanzwa kudandaura kwavo nenhamo ndokurangarira chitenderano chaakaita naAbhurahamu naIsaki naJakobho. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mwari akanzwa kudandaura kwavo nenhamo ndokurangarira chitenderano chaakaita naAbhurahamu naIsaki naJakobho. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mwari akanzwa kugomera kwavo uye akarangarira sungano yake naAbhurahama, naIsaka uye naJakobho. Onani mutuwo |