Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 2:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋakati: MuEgipita wakatirwira pamaʋoko aʋafudzi, akaticerera mvura, akanwisa makwai.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Vakati, “MuIjipiti akatirwira pamaoko avafudzi, akaticherera mvura, akanwisa makwai.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vakapindura vakati, “Tanunurwa nomuIjipita kubva kuvafudzi. Abva aticherera mvura uye akanwisa zvipfuwo.”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 2:19

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa