Eksodo 2:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akariŋga‐riŋga, ɀino aciʋona kuti hapanomunhu’po, akaʋuraya muEgipita, akamuʋiga mujeca. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200212 Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha. Onani mutuwo |