Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 2:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mŋana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akaʋa mŋanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati: Nokuti ndamunyukura mumvura.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mwana akakura, akandomuisa kumukunda waFarao, akava mwanakomana wake, akamutumidza zita rinonzi Mosesi, akati, “Nokuti ndamunyukura mumvura.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mwana akakura, vakaenda naye kumukunda waFarao, akabva amuita mwana wake. Akamutumidza zita rokuti Mosesi nokuti aiti, “Mwana uyu ndakamunyurura mumvura.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Mwana akati akura, akamutora akaenda naye kumwanasikana waFaro akava mwanakomana wake. Akamutumidza zita rokuti Mozisi, achiti, “Ndakamutora mumvura.”

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 2:10

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa