Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -




Eksodo 2:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino mumŋe murume weimba yaʋaRevi wakawana mukunda waʋaRevi.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino mumwe murume weimba yavaRevhi akawana mukunda wavaRevhi.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Nguva iyoyo mumwe murume wemba yokwaRevhi akaroora mwana womuRevhi.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Nguva iyoyo mumwe murume wemba yokwaRevhi akaroora mwana womuRevhi.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino mumwe murume weimba yaRevhi akawana mukadzi,

Onani mutuwo Koperani




Eksodo 2:1

Titsatireni:

Zotsatsa


Zotsatsa