Numeri 1:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaNaftari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitatu namazana manna. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200243 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaNafutari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaNafutari vaisvika zviuru makumi mashanu nezvitatu, namazana mana. Onani mutuwo |