Numeri 1:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaAsheri, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necuru cimŋe, namazana mashanu. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200241 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaAsheri, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechiuru chimwe, namazana mashanu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vakaverengwa mudzinza raAsheri vose vaisvika makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete namazana mashanu. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaAsheri vaisvika zviuru makumi mana nechimwe chete, namazana mashanu. Onani mutuwo |