Numeri 1:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaDani, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu namazana manomŋe. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200239 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaDhani, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana manomwe. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaDhani vaisvika zviuru makumi matanhatu nezviviri, namazana manomwe. Onani mutuwo |