Numeri 1:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaBenjamini, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200237 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaBhenjamini, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakaverengwa mudzinza raBhenjamini vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu namazana mana. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaBhenjamini vaisvika zviuru makumi matatu nezvishanu, namazana mana. Onani mutuwo |