Numeri 1:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaZeburuni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe namazana mashanu. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200231 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaZebhuruni vaisvika zviuru makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana. Onani mutuwo |