Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Numeri 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mudzinza raGadhi makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋokuʋana ʋaGadi, naʋana ʋaʋo, ʋakaʋereŋgwa mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namazita aʋo, ʋose ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋose ʋaigona kundorwa,

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Vokuvana vaGadhi, navana vavo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avo, vose vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa,

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mudzinza raGadhi makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mudzinza raGadhi makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Kubva kuzvizvarwa zvaGadhi: Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika, vaigona kurwa muhondo, vakanyorwa mazita maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo nezvemhuri dzavo.

Onani mutuwo Koperani

Numeri 1:24

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa