Numeri 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakaverengwa mudzinza raSimeoni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe namazana matatu. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaSimeoni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀipfumbamŋe namazana matatu. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200223 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaSimeoni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvipfumbamwe namazana matatu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakaverengwa mudzinza raSimeoni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe namazana matatu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakaverengwa mudzinza raSimeoni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe namazana matatu. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakaverengwa vaibva kurudzi rwaSimeoni vaisvika zviuru makumi mashanu nezvipfumbamwe, namazana matatu. Onani mutuwo |