Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Numeri 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mudzinza raSimeoni makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ʋokuʋana ʋaSimeoni, namarudzi aʋo, ʋakaʋereŋgwa mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋose ʋakaʋereŋgwa kwaʋari namazita aʋo, ʋose ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋose ʋaigona kundorwa,

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Vokuvana vaSimeoni, namarudzi avo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, vose vakaverengwa kwavari namazita avo, vose vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa,

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mudzinza raSimeoni makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mudzinza raSimeoni makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Kubva kuzvizvarwa zvaSimeoni: Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakaverengwa uye vakanyorwa mazita, mumwe nomumwe, maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo nezvemhuri dzavo.

Onani mutuwo Koperani

Numeri 1:22

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa