Numeri 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋokuʋana ʋaJosefa: WokwaEfraimi, Erishama, mŋanakomana waAmihudi; wokwaManase, Gamarieri, mŋanakomana waPedazuri. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200210 Vokuvana vaJosefa: WokwaEfuremu, Erishama, mwanakomana waAmihudhi; wokwaManase, Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 kubva kuvanakomana vaJosefa: kubva kuna Efuremu, Erishama mwanakomana waAmihudhi; kubva kuna Manase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri; Onani mutuwo |