Eksodo 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dota racho richambumuka richipararira nenyika yose yeIjipiti. Vanhu nezvipfuwo vachaita mamota anoputika achiita maronda anotyisa.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Acashanduka guruʋa rakatsetseka panyika yose yeEgipita, aciita mamota anoputika semhoni paʋanhu napaɀipfuwo ɀose ɀeEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20029 Achashanduka guruva rakatsetseka panyika yose yeIjipiti, achiita mamota anoputika semhoni pavanhu napazvipfuwo zvose zveIjipiti.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dota racho richambumuka richipararira nenyika yose yeIjipiti. Vanhu nezvipfuwo vachaita mamota anoputika achiita maronda anotyisa.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona9 Dota racho richambumuka richipararira nenyika yose yeIjipiti. Vanhu nezvipfuwo vachaita mamota anoputika achiita maronda anotyisa.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Richava guruva rakatsetseka pamusoro penyika yose yeIjipiti, uye mamota anoputika achamera pavanhu napazvipfuwo munyika yose.” Onani mutuwo |