Eksodo 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi ini Tenzi, handizoita kuzvipfuwo zvavaIsiraeri zvandichaita kuzvipfuwo zvavaIjipiti. Hapana kana chipfuwo chavaIsiraeri chichafa.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jehova ucaraʋura ɀipfuwo ɀaʋaIsraeri paɀipfuwo ɀaʋaEgipita; hapanecimŋe ciŋgafa paɀipfuwo ɀose ɀaʋaIsraeri. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20024 Jehovha acharaura zvipfuwo zvavaIsiraeri pazvipfuwo zvavaIjipiti; hapana chimwe chingafa pazvipfuwo zvose zvavaIsiraeri.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi ini Tenzi, handizoita kuzvipfuwo zvavaIsiraeri zvandichaita kuzvipfuwo zvavaIjipiti. Hapana kana chipfuwo chavaIsiraeri chichafa.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi ini Tenzi, handizoita kuzvipfuwo zvavaIsiraeri zvandichaita kuzvipfuwo zvavaIjipiti. Hapana kana chipfuwo chavaIsiraeri chichafa.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi Jehovha achaisa mutsauko pakati pezvipfuwo zveIsraeri nezveIjipiti, kuitira kuti parege kuva nezvipfuwo zvavaIsraeri zvichafa.’ ” Onani mutuwo |