Eksodo 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino Farao wakati aʋona kuti mvura necimvuramabge nokutinhira ɀanyarara, akawedzera kutadza, akawomesa mŋoyo wake, iye naʋaranda ʋake. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200234 Zvino Farao akati aona kuti mvura nechimvuramabwe nokutinhira zvanyarara, akawedzera kutadza, akaomesa mwoyo wake, iye navaranda vake. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Faro akati aona kuti mvura nechimvuramabwe uye nokutinhira zvapera, akatadzazve: Iye namachinda ake vakaomesa mwoyo yavo. Onani mutuwo |