Eksodo 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi koroni neimwe iya yesipereti haina kuparadzwa nokuti yakanga isati yatumbuka. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi ɀiyo ɀekoroni neɀesipereti haɀina‐kurobga, nokuti ɀakaŋga ɀisinakukura. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200232 Asi zviyo zvekoroni nezvesipereti hazvina kurohwa, nokuti zvakanga zvisina kukura. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi koroni neimwe iya yesipereti haina kuparadzwa nokuti yakanga isati yatumbuka. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi koroni neimwe iya yesipereti haina kuparadzwa nokuti yakanga isati yatumbuka. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kunyange zvakadaro gorosi nesipereti, hazvina kuparadzwa, nokuti zvakanga zvisati zvaibva.) Onani mutuwo |