Eksodo 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi vamwe vakanga vasina hanya nezvakarehwa naTenzi, vakarega zvavo varanda vavo nezvipfuwo zvavo zviri kumafuro. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi ʋakaŋga ʋasiŋgatereri shoko raJehova, ʋakarega ʋaranda ʋaʋo neɀipfuwo ɀaʋo kusaŋgo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200221 Asi vakanga vasingateereri shoko raJehovha, vakarega varanda vavo nezvipfuwo zvavo kusango. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi vamwe vakanga vasina hanya nezvakarehwa naTenzi, vakarega zvavo varanda vavo nezvipfuwo zvavo zviri kumafuro. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi vamwe vakanga vasina hanya nezvakarehwa naTenzi, vakarega zvavo varanda vavo nezvipfuwo zvavo zviri kumafuro. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi vaya vakazvidza shoko raJehovha vakarega vatapwa vavo nezvipfuwo zviri musango. Onani mutuwo |