Eksodo 8:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Regai tiende rwendo rwamazuva matatu murenje, tindopira Tenzi, Mwari wedu zvibayiro nokuti ndizvo zvaakatirayira.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ticaenda rwendo rwamazuʋa matatu murenje, tigoɓayira Jehova Mŋari weɗu seɀaanotiraira. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200227 Tichaenda rwendo rwamazuva matatu murenje, tigobayira Jehovha Mwari wedu sezvaanotiraira.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Regai tiende rwendo rwamazuva matatu murenje, tindopira Tenzi, Mwari wedu zvibayiro nokuti ndizvo zvaakatirayira.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona27 Regai tiende rwendo rwamazuva matatu murenje, tindopira Tenzi, Mwari wedu zvibayiro nokuti ndizvo zvaakatirayira.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Tinofanira kufamba rwendo rwamazuva matatu kuti tinobayira kuna Jehovha Mwari wedu murenje, sezvaakatirayira.” Onani mutuwo |