Eksodo 8:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvandichaitira vanhu vangu zvichasiyana nezvandichaita kuvanhu vako. Chiratidzo ichi ndichachiita mangwana.’ ” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ndicaparadzanisa ʋanhu ʋaŋgu naʋanhu ʋako; ciratidzo ici cicaʋa’po maŋgwana. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200223 Ndichaparadzanisa vanhu vangu navanhu vako; chiratidzo ichi chichavapo mangwana.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvandichaitira vanhu vangu zvichasiyana nezvandichaita kuvanhu vako. Chiratidzo ichi ndichachiita mangwana.’ ” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvandichaitira vanhu vangu zvichasiyana nezvandichaita kuvanhu vako. Chiratidzo ichi ndichachiita mangwana.’ ” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ndichaita mutsauko pakati pavanhu vangu navanhu vako. Chiratidzo ichi chichaitika mangwana.’ ” Onani mutuwo |