Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Iti kunaAroni: Tambanudza tȿimbo yako, uroʋe guruʋa rapasi, rishanduke ʋutuŋga panyika yose yeEgipita.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika yeIjipiti.’ ”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Taurira Aroni uti, ‘Tambanudza tsvimbo yako ugorova guruva revhu,’ uye munyika yose yeIjipiti, guruva richava umhutu.”

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 8:16

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa