Eksodo 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaaʋuŋganidza, ʋakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200214 Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akaunganidzwa akaita mirwi uye nyika yakanhuhwa nokuda kwawo. Onani mutuwo |