Eksodo 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akaita zvakanga zvakumbirwa naMosesi. Matafi akapera kufa mudzimba nomuzvivanze nomuminda. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova akaita seɀakaŋga ɀarebga naMosesi, mataca akafa mudzimba nomuʋazhe nokuruwa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200213 Jehovha akaita sezvakanga zvarehwa naMosesi, matatya akafa mudzimba nomuzvivanze nokuruwa. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akaita zvakanga zvakumbirwa naMosesi. Matafi akapera kufa mudzimba nomuzvivanze nomuminda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi akaita zvakanga zvakumbirwa naMosesi. Matafi akapera kufa mudzimba nomuzvivanze nomuminda. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye Jehovha akaita zvakanga zvakumbirwa naMozisi. Matatya akafa mudzimba, nomuruvazhe uye nomuminda. Onani mutuwo |