Eksodo 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mataca acabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuʋaranda ʋenyu, nokuʋanhu ʋenyu; acasara murwizi ɓedzi. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200211 Matatya achabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuvaranda venyu, nokuvanhu venyu; achasara murwizi bedzi.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Matatya achabva kwamuri nomudzimba dzenyu, kumachinda enyu nokuvanhu venyu; achasara muna Nairi chete.” Onani mutuwo |