Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Iye ndokuti, “Ita izvozvo mangwana!” Mosesi akati, “Tichaita saizvozvo. Ndipo pamuchazoziva kuti hakuna mumwe mwari angafananidzwe naTenzi, Mwari wedu.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Iye akati: Maŋgwana. Akati: Ɀicaitwa seɀamareʋa; kuti muziʋe kuti hakunomumŋe wakafanana naJehova, Mŋari weɗu.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Iye akati, “Mangwana.” Akati, “Zvichaitwa sezvamareva; kuti muzive kuti hakuna mumwe akafanana naJehovha, Mwari wedu.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Iye ndokuti, “Ita izvozvo mangwana!” Mosesi akati, “Tichaita saizvozvo. Ndipo pamuchazoziva kuti hakuna mumwe mwari angafananidzwe naTenzi, Mwari wedu.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Iye ndokuti, “Ita izvozvo mangwana!” Mosesi akati, “Tichaita saizvozvo. Ndipo pamuchazoziva kuti hakuna mumwe mwari angafananidzwe naTenzi, Mwari wedu.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Faro akati, “Mangwana.” Mozisi akapindura akati, “Zvichaitika sezvamareva, kuitira kuti mugoziva kuti hakuna mumwe akaita saJehovha Mwari wedu.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 8:10

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa