Eksodo 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndanzwawo kudandaura nenhamo kuri kuita vaIsiraeri vari kuitiswa uranda navaIjipiti ndokubva ndarangarira chitenderano changu. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakanzwa kugomba kwaʋana ʋaIsraeri ʋakasuŋgwa naʋaEgipita paʋuranda, ndikaraŋgarira suŋgano yaŋgu. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20025 Ndakanzwa kugomba kwavana vaIsiraeri vakasungwa navaIjipiti pauranda, ndikarangarira sungano yangu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndanzwawo kudandaura nenhamo kuri kuita vaIsiraeri vari kuitiswa uranda navaIjipiti ndokubva ndarangarira chitenderano changu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndanzwawo kudandaura nenhamo kuri kuita vaIsiraeri vari kuitiswa uranda navaIjipiti ndokubva ndarangarira chitenderano changu. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pamusoro paizvozvo, ndanzwa kugomera kwavaIsraeri, vakabatwa muutapwa navaIjipita, uye ndarangarira sungano yangu. Onani mutuwo |