Eksodo 6:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Aroni akaroora Erishebha, hanzvadzi yaNahishoni mwana waAminadhabhu. Ndiye akamuberekera Nadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Aroni akawana Erisheba, mukunda waAminadabi, hanɀadzi yaNashoni, iye akamuɓerekera Nadabi naAbihu, naEreazari, naItamari. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200223 Aroni akawana Erishebha, mukunda waAminadhabhu, hanzvadzi yaNashoni, iye akamuberekera Nadhabhi naAbhihu, naEreazari, naItamari. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Aroni akaroora Erishebha, hanzvadzi yaNahishoni mwana waAminadhabhu. Ndiye akamuberekera Nadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona23 Aroni akaroora Erishebha, hanzvadzi yaNahishoni mwana waAminadhabhu. Ndiye akamuberekera Nadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Aroni akawana Erishebha mwanasikana waAminadhabhi nehanzvadzi yaNashoni, uye akamuberekera Nadhabhi naAbhihu, Ereazari naItamari. Onani mutuwo |