Eksodo 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanakomana vaMerari ndiMahiri naMushi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanakomana ʋaMerari ʋaiʋa Makri, naMushi. Ndiʋo ʋedzimba dzaʋaRevi pamarudzi aʋo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200219 Vanakomana vaMerari vaiva Makiri, naMushi. Ndivo vedzimba dzavaRevhi pamarudzi avo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanakomana vaMerari ndiMahiri naMushi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vanakomana vaMerari ndiMahiri naMushi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vanakomana vaMerari vaiva Mari naMushi. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzaRevhi sokunyorwa kwadzo. Onani mutuwo |