Eksodo 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanakomana ʋaSimeoni ʋaiʋa Jemueri, naJamini, naOhadi, naJakini, naZohari, naShauri, mŋanakomana womukadzi muKanani; ndiʋo ʋedzimba dzaSimeoni. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200215 Vanakomana vaSimeoni vaiva Jemueri, naJamini, naOhadhi, naJakini, naZohari, naShauri, mwanakomana womukadzi muKenani; ndivo vedzimba dzaSimeoni. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanakomana vaSimeoni vaiva Jemueri, Jamini, Ohadhi, Jakini, Zohari naShauri mwanakomana womukadzi muKenani. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzaSimeoni. Onani mutuwo |