Eksodo 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndiyo misoro yedzimba dzamadziɓaɓa aʋo: Ʋanakomana ʋaRubeni, ɗaŋgwe raIsraeri, ʋaiʋa Hanoki, naParu, naHezroni, naKarmi; ndiʋo ʋedzimba dzaRubeni. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200214 Ndiyo misoro yedzimba dzamadzibaba avo: Vanakomana vaRubheni, dangwe raIsiraeri, vaiva Hanoki, naParu, naHezironi, naKarimi; ndivo vedzimba dzaRubheni. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ava ndivo vaiva vakuru vemhuri dzavo: Vanakomana vaRubheni mwanakomana wedangwe waIsraeri vaiva Hanoki naParu, Hezironi naKami. Idzi ndidzo dzakanga dziri dzimba dzaRubheni. Onani mutuwo |