Eksodo 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Mosesi akataura pana Tenzi achiti, “Ko inga vaIsiraeri chaivo havana kunditeerera wani? Zvino iye Farao ndopaangabva anditeererawo iyeniwo zvangu ndisingagoni kutaura!” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mosesi akataura pamberi paJehova, akati: Tarirai, ʋana ʋaIsraeri haʋana‐kunditerera; ɀino Farao uŋganditerera seiko, ini munhu unemiromo isina‐kudziŋgiswa? Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200212 Mosesi akataura pamberi paJehovha, akati, “Tarirai, vana vaIsiraeri havana kunditeerera; zvino Farao anganditeerera seiko, ini munhu ane miromo isina kudzingiswa?” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Mosesi akataura pana Tenzi achiti, “Ko inga vaIsiraeri chaivo havana kunditeerera wani? Zvino iye Farao ndopaangabva anditeererawo iyeniwo zvangu ndisingagoni kutaura!” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Mosesi akataura pana Tenzi achiti, “Ko inga vaIsiraeri chaivo havana kunditeerera wani? Zvino iye Farao ndopaangabva anditeererawo iyeniwo zvangu ndisingagoni kutaura!” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi Mozisi akati kuna Jehovha, “Kana vaIsraeri vasinganditeereri, Faro anganditeerera seiko, sezvo ndichitaura nemiromo inokakama?” Onani mutuwo |