Eksodo 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno? Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ipapo Mosesi akadzokera kunaJehova, akati: Ishe, maitireiko ʋanhu aʋa ɀakaipa? Manditumireiko? Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200222 Ipapo Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Ishe, maitireiko vanhu ava zvakaipa? Manditumireiko? Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno? Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno? Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mozisi akadzokera kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha, mauyisireiko dambudziko pamusoro pavanhu ava? Ndizvo zvamakanditumira here? Onani mutuwo |