Eksodo 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaIsiraeri ava vaitungamirira vamwe pabasa vakandochema kuna Farao vachiti, “Changamire, ko matifungira zvipiko? Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋatariri ʋaʋana ʋaIsraeri ʋakaʋuya ʋacicema kunaFarao, ʋaciti: Munoitireiko kuɗaro naʋaranda ʋenyu? Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vatariri vavana vaIsiraeri vakauya vachichema kuna Farao, vachiti, “Munoitireiko kudaro navaranda venyu? Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaIsiraeri ava vaitungamirira vamwe pabasa vakandochema kuna Farao vachiti, “Changamire, ko matifungira zvipiko? Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaIsiraeri ava vaitungamirira vamwe pabasa vakandochema kuna Farao vachiti, “Changamire, ko matifungira zvipiko? Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo vakuru vakuru vavaIsraeri vakaenda nechichemo kuna Faro vakati, “Seiko muchibata varanda venyu nenzira yakadai? Onani mutuwo |